web statistics


Demonstrative determiners example
Shona Chirungu
basa iri this work
basa iro that work
Possessive pronouns example
Shona Chirungu
basa rangu my work
basa rako your work (singular)
basa renyu your work (plural)
basa rake his/her work
basa redu our work
basa racho its work
basa ravo their work
yaka ziviswa: 2017 Kurume 31, Chishanu 00:45:22 GMT+02:00


Imperative example
Shona Chirungu
shanda work (singular)
shandai work (plural)
Simple future tense example
Shona Chirungu
Ndicha shanda I will work
ucha shanda you will work (singular)
mucha shanda you will work (plural)
acha shanda he/she will work
ticha shanda we will work
vacha shanda they will work
chicha shanda it will work
yaka ziviswa: 2015 Chikunguru 30, China 22:29:19 GMT+02:00

Izwi re Shona re zuva ra nhasi

Tsumo

Dindingwe rino nakirwa richi kweva iro kana ro kwehwa roti,'mavara angu azara ivhu'.

Mazwi E Shona Ari Kuzereredza

Mazwi E Chirungu Ari Kuzereredza