Demonstrative determiners example
Shona Chirungu
mwana uyu this child
mwana uyo that child
Possessive pronouns example
Shona Chirungu
mwana wangu my child
mwana wako your child (singular)
mwana wenyu your child (plural)
mwana wake his/her child
mwana wedu our child
mwana wacho its child
mwana wavo their child
yaka ziviswa: 2017 Zvita 24, Svondo 00:38:26 GMT+01:00

Izwi re Shona re zuva ra nhasi

Tsumo

Muromo hau pi, chino pa maoko.

Mazwi E Shona Ari Kuzereredza

Mazwi E Chirungu Ari Kuzereredza