Demonstrative determiners example
Shona Chirungu
murumbwana uyu this son
murumbwana uyo that son
Possessive pronouns example
Shona Chirungu
murumbwana wangu my son
murumbwana wako your son (singular)
murumbwana wenyu your son (plural)
murumbwana wake his/her son
murumbwana wedu our son
murumbwana wacho its son
murumbwana wavo their son
yaka ziviswa: 2019 Kukadzi 23, Mugovera 10:47:23 GMT+01:00

Izwi re Shona re zuva ra nhasi

Tsumo

Dare hari zvondi munhu, rino zvonda mhosva.

Mazwi E Shona Ari Kuzereredza

Mazwi E Chirungu Ari Kuzereredza