Demonstrative determiners example
Shona Chirungu
mufake uwu this peanut-butter rice
mufake uwo that peanut-butter rice
Possessive pronouns example
Shona Chirungu
mufake wangu my peanut-butter rice
mufake wako your peanut-butter rice (singular)
mufake wenyu your peanut-butter rice (plural)
mufake wake his/her peanut-butter rice
mufake wedu our peanut-butter rice
mufake wacho its peanut-butter rice
mufake wavo their peanut-butter rice
yaka ziviswa: 2017 Gunyana 11, Muvhuro 13:02:33 GMT+02:00

Izwi re Shona re zuva ra nhasi

Tsumo

Guyu kutsvuka kutsvuka zvaro asi mukati rine masvosve.

Mazwi E Shona Ari Kuzereredza

Mazwi E Chirungu Ari Kuzereredza