murumbwana
/muruᵐɓwana/
- zita , mupanda(1)
- mazwifanana: mukomana, mwanakomana
- siyano: n`wanakomona
- zvitauro/mavambo: Karanga, Manyika
yaka ziviswa: 2020 Ndira 27, Muvhuro 15:39:46 GMT+01:00
Izwi re Shona re zuva ra nhasi
Tsumo
Chino nyenga chino kotama, chino simudza musoro chawana.