• zita , mupanda(5)
  • zvitauro/mavambo: Portuguese
Demonstrative determiners example
Shona Chirungu
nanazi iri this pineapple
nanazi iro that pineapple
Possessive pronouns example
Shona Chirungu
nanazi rangu my pineapple
nanazi rako your pineapple (singular)
nanazi renyu your pineapple (plural)
nanazi rake his/her pineapple
nanazi redu our pineapple
nanazi racho its pineapple
nanazi ravo their pineapple
yaka ziviswa: 2018 Zvita 28, Chishanu 16:24:41 GMT+01:00

Izwi re Shona re zuva ra nhasi

Tsumo

Guyu kutsvuka kutsvuka zvaro asi mukati rine masvosve.

Mazwi E Shona Ari Kuzereredza

Mazwi E Chirungu Ari Kuzereredza