• zita , mupanda(5)
  • zvitauro/mavambo: Standard Shona
Demonstrative determiners example
Shona Chirungu
doro iri this beer
doro iro that beer
Possessive pronouns example
Shona Chirungu
doro rangu my beer
doro rako your beer (singular)
doro renyu your beer (plural)
doro rake his/her beer
doro redu our beer
doro racho its beer
doro ravo their beer
yaka ziviswa: 2015 Chikunguru 30, China 22:29:19 GMT+02:00

Izwi re Shona re zuva ra nhasi

Mazwi E Shona Ari Kuzereredza

Mazwi E Chirungu Ari Kuzereredza