• zita , mupanda(9)
  • zvitauro/mavambo: Standard Shona
Demonstrative determiners example
Shona Chirungu
tswanda iyi this basket
tswanda iyo that basket
Possessive pronouns example
Shona Chirungu
tswanda yangu my basket
tswanda yako your basket (singular)
tswanda yenyu your basket (plural)
tswanda yake his/her basket
tswanda yedu our basket
tswanda yacho its basket
tswanda yavo their basket
yaka ziviswa: 2015 Chikunguru 30, China 22:29:19 GMT+02:00

Izwi re Shona re zuva ra nhasi

Tsumo

Seka urema wafa.

Mazwi E Shona Ari Kuzereredza

Mazwi E Chirungu Ari Kuzereredza