Demonstrative determiners example
Shona Chirungu
muuyu uwu this baobab tree
muuyu uwo that baobab tree
Possessive pronouns example
Shona Chirungu
muuyu wangu my baobab tree
muuyu wako your baobab tree (singular)
muuyu wenyu your baobab tree (plural)
muuyu wake his/her baobab tree
muuyu wedu our baobab tree
muuyu wacho its baobab tree
muuyu wavo their baobab tree
yaka ziviswa: 2019 Kukadzi 21, China 16:01:15 GMT+01:00

Izwi re Shona re zuva ra nhasi

Tsumo

Zizi harina nyanga.

Mazwi E Shona Ari Kuzereredza

Mazwi E Chirungu Ari Kuzereredza