hweva
/ˈwéʋa/
- zita , mupanda(9)
- mazwifanana: chinhukuta, marinda, nhanda
- zvitauro/mavambo: Standard Shona
yaka ziviswa: 2019 Nyamavhuvhu 8, China 10:46:26 GMT+02:00
hweva
/ˈwéʋa/
- zvitauro/mavambo: Zezuru
yaka ziviswa: 2019 Nyamavhuvhu 8, China 10:46:26 GMT+02:00
Izwi re Shona re zuva ra nhasi
Tsumo
Atandavara aguta apfunya, ndiye wavata nayo.