bandachakata
/ɓaⁿɗat͡ʃakata/
- zita , mupanda(9)
- mazwifanana: huriti
- zvitauro/mavambo: Manyika
yaka ziviswa: 2019 Gumiguru 9, Chitatu 13:15:50 GMT+02:00
huriti
/ɦuriti/
- zita , mupanda(9)
- mazwifanana: bandachakata, hwiriti, nyimbiri
- zvitauro/mavambo: Karanga, Zezuru
yaka ziviswa: 2019 Nyamavhuvhu 6, Chipiri 14:07:53 GMT+02:00
huriti
/ɦuriti/
- zita , mupanda(10)
- dzinde : huriti
- mazwifanana: bandachakata, hwiriti
- zvitauro/mavambo: Karanga, Zezuru
yaka ziviswa: 2019 Nyamavhuvhu 6, Chipiri 14:07:53 GMT+02:00
Izwi re Shona re zuva ra nhasi
Tsumo
Chidziva chaka dzikama ndicho chino gara ngwenya.